Find by tag

Garai mavaudza mega

Dai wanga uriwe Garikayi waiita sei?
Garikayi gari kugerwa mubarber, a young lady was cleaning up e shop. Garikayi says to e lady:
"Umm u a so beautiful une zvinhu zvako. I want to take u out 4 some fun after work and i will spoil u.
Lady: "Manje ndakaroorwa ka ini. 
Garikayi: "U wil tel ur hubby that kubasa kwanga kuri busy so tanonoka kupedza haikona kupusa."
Lady: "Ibvai mangovaudza mega ndivavo vari kukugerai."

Get nyambo in your inbox!