Find by tag

Chinoz - vadonhedza flour mu supermarket

Chinoz vakapinda musupermarket vakagumha shelf by mistake and zvimwe zvinhu ndokubva zvadonha. chinoz vakanhonga zvinhu zviya vachidzosera pashelf ndokubva vasiya Flour iri pasi. Someone asked : ko mdara iwe unopenga here wasiyirei flour iri pasi? 
Chinoz replied : kana uri bofu u better shut your mouth, hauoni here kuti yakanzi self raising , inozvisimudza yega

Get nyambo in your inbox!