Find by tag

Masasi ekupenga - Surprise birthday ku state house

Guys ...pane vakasununguka here tiende tinoita surprise birthday party ya President ku state house

Chero nemi mungati munhu angaite makore anenenge total time yebhora plus injury time

Nemi tinoti Refereee (Ref) ngaachiridza *pito* 

Mugabe @ 93 - wish you many more

A quick reminder hama dzangu. Gumirai pa "Happy birthday to you...."
Zvaana "wish you many more..." siyanai nazvo amana! Munotikuvadzisa....