Find by tag

Kudavira kunoita vechikadzi kana mufundisi ati halleluya

Kana muri muchurch mfundisi akati Hallelluya tusikana tune 10-15 yrs tunoti Amen.

Vanenge vaanetarisiro yekuda kuroorwa vane16-25 pakanzi Hallelluya vanoti a man.

Vanenge vakurisa vasina kana anomboti cc mirayipo pakanzi Hallelluya vanenge vakutiwo any man.

Vanenge vakwegurawo vasisina tarisiro yekuroorwa nokuda kwekushayisisa akamboti cc kubvira vachiri mhandara chaidzo pakanzi Hallelluya vanoti Aaaaaaamenoo.

Masasi ekupenga

Its better kugara mubhawa uchifunga Mwari

Than kugara muChurch uchifunga hure


masasi embanje - first harvest

Bhaibheri rinotidzidzisa kuti first fruit of harvest yaiendeswa ku church as an offering, so ndikudawo kubvunzawo kuti mbanje dzangu kana dzaita ndouya nadzo here kuna mufundisi