Find by tag

Ku flasha foni

Ndapinda mu town nhasi, ndichibva ndati regai ndimbopinda muchimbuzi, ndokuwana vamwe ambuya vachichema.
Zvandinetsa, ndikabvunza kuti muri kuchemei? Zvikanzi ndauya kuzogadzirisa foni yangu, zvino zvanzi inoda kutanga ya flashiwa.
Zvino ndaflasha, apa ndakamirira kut ibude manje haisi kubuda ndava nenguva ndapinda muno.

kuviga foni

Mukadzi anoviga foni yake kumurume itsotsi..!,asi murume anoviga foni yake kumukadzi anenge achichengetedza rudo..full stop.

foni iri spiritual

My phone is very spiritual guys

Nhasi ndatozodzoka mu road ndichienda Ku church ndaona fon yangu yakanyora kuti No service ndikatoona kuti ndingafambira mahara iko kusina chechi