Find by tag

wasu - danga rehwai

Kwaya master akanzwa discord mukwaya yake vachimba kambo 'Danga rehwai'. Ndobva ada kutsvaka chikonzero. Akati vaimbi vaite mapoka nenzvimbo dzavanobva. 

MAZEZURU : Danga rehwai dangarehwai imwe yacho yarasika-a-a! 
MASVINGO (Wezhira) : Danga regwai danga regwai rimwe racho rarashika-a-a !  
KOREKORE : Danga rlohwai danga rlohwai  rlimwe rlacho rlatayeka-a-a !  Munofunga wasu akaimba achitivo kudii ? 
WASU: Mukraal resheep kraal resheep imweni yaitelost ,mukraal reshe-e-e-p !

Get nyambo in your inbox!