Find by tag

Mushini we chando

Sorry hama dzangu dzemuZimbabwe.
Ndini ndakaba kamushini kanogadzira chando kuRussia ndichifunga kuti ndekedovi. 
Zvino handichagoni kukadzima

Masasi ekupenga - chando

 Nechando chiriko makuseni ukarota uchigeza unogona kungomuka uchizora Mafuta.

Kugeza muchando

Ukaona munhu anogeza everyday muchando chino musashamiswe, imvura yekumasowe yekubvisa mhepo!

ndinamatireiwo - journey mercies

Hama dzangu ndinamatireiwo,  things are not looking gud for me.  Handizivi kuti kwandiri kuda kuenda ndodzoka ndiri mupenyu here nekuti kwakaona. Kuti ndirege kuenda hazviiti coz it's a must.  Namatai pliz ndidzoke nyama nemweya zviripamwechete.  Ndiri kudemba kuti dai ndisina hangu kuzvarwa nekuti hupenyu hwazondiomera nhasi.  Hameno ndikadzoka ndiri mupenyu,  ndirikuenda kunogeza.

ndofunga ndaona njuzu

Hama


Ndikuti ndikatarisa muDish remvura yekugeza ndikuona munhu akanditarisa
Ndikati ndigeze naiye oda kundibata maoko ose

Haisi njuzu here?
Ndakumbomira kugeza

Get nyambo in your inbox!