Find by tag

Nyora rondedzero uchitsanangura zuva
rawakaona ndond

Takamuka zvedu tikapinda musango.
Takafamba zuva rose hapana chatakaona.
Rakazoti zuva rotoda kuvira
ndoopandakaona aaaaah iyo wena ndondo
yakatomira zvayo pasi pemuti ichitonwa hayo mvura.

Get nyambo in your inbox!