Find by tag

ma slender hokoyoyi na Nyamavhuvhu

Nyamavhuvhu zvowosvika maslender mototsvaka maside pocket mozadza matombo mamwe moita ekusungira muchiuno nekuti mhepo yacho ndaona yatisiira vakobvu chete 

masasi ekupenga - slender

Woti uisewo kaSlender kako love bite wobva waruma pipe yemweya kobva kafa

slender - induku ze snooker

Usathi uyaziphumela e Tarven ne Slender sakho uzwe sebethi sorry BHUTI induku ze snooker aziphumi phandle

Ukaona slender achiseka aka Bata muchiuno Ziva Kuti aka bata pant Kuti risadonhe 

Get nyambo in your inbox!