Paiva nematwins mukomana nemusikana kana vakatumwa kumashops vaienda vachimanya saka kasikana kaigara kachingosiiwa umwemusi vachigezesiwa kasikana kakatarisa kukakomana, kakati aah ndosaka uchindisiya unekagiya
Kunyenga kwakaoma akomana. Mumwe muface akati achinyenga babie apererwanemasasi akabata ruoko rwe babie zvikanzi "unomboziva kuti ndorutyora here..."
Rimwe baby rakanzi nemufesi kuti ndizive kuti unondida ende ndini ndega put me on your profile.APA Zvipande hombo kuchimoko rikati zano huya pano,ndokuisa mufesi paprofilr status ndokunyora R.I.P Zvipande zvichiona zvakabvunza baby ndiani wako afa uyo iye ndokupindura ,sekuru mwana wehazvadzi yamai mari dzechema dzakapinda naiyo Ecocash yakauya iyi.Mufesi achizoona akati ko baby ndoipi yawaita iyi RIP zvikanzi nebaby take it easy swty RIP stands for RELATIONSHIP IN PROGRESS
Nezuro ndakatengera musikana wangu we kuMasvingo maruva. Ndikamatumidzira pabhazi. Nhasi ndawana tsamva kubva kwaari:
"Thanks daddy neka type ke Vheji kamakatitumira,kakaipa mudovi"