Find by tag

Sei uchigara wakandi siya

Paiva nematwins mukomana nemusikana kana vakatumwa kumashops vaienda vachimanya saka kasikana kaigara kachingosiiwa umwemusi vachigezesiwa kasikana kakatarisa kukakomana, kakati aah ndosaka uchindisiya unekagiya