Find by tag

criminals surrounding bonus

After staging a coup in my house, I went to the sitting room to announce to my kids that my husband was now under bedroom arrest. "Your dad is safe and sound and his security is guaranteed. he remains the father and first in command of this house. However, I am only targeting the FEMALE criminals SURROUNDING HIS BONUS." 

Tsanangudzo yekuti sei vaMugabe vakanonoka ku saina resignation letter

BREAKING NEWS: Hanzi mudhara arikuti kana aapadhuze nekusaina resignation letter arikubva akotsira. Paanomuka votangidzisa kumutsanangurira zviri kuitika

Mugabe akatomirirawo mbeu

hanzi Ku Gokwe vakatomirira chibage chembeu kubva kuna Mugabe kuti vatange kurima, havasi kuziva kuti kana iye Mugabe akatonyoresa rake zita kuti apiwewo chemachembere

mazita anotanga naChi - Chinoz

Hanzi naChinotimba mazita anotanga naChi-/Ch- anogona kuitisa mamillion ukapedzisirwa wasungwa naChiwenga
  • Chombo
  • Chiyangwa
  • Chipanga
  • Chihuri
Wopedzisira wapaChikurubhi

Kubva nhasi ndaakunzi Tinotimba or Cde Tinoz

masasi ekupenga - Mugabe anofadza vanhu

Uyu murume anoziva kufadza vanhu. When he took over in 1980  vanhu vakafara, when he left in 2017 vanhu vakafara futi

Tsumo dzema elections 2018

Tsumo
1. Takabva nako kuZanu hakuna mabasa.

2. Totenda vagadzirisa nyika vaMunangagwa vanofamba nescarf.

3. Rinonyenga rinonyepera vanhu pa 100 days.

4. Kugoogler kunoda kweMdc kweZanu kupedza nguva.

5. Zvikoni zvikoni 2018 Zanu hakuna chayo.

6. Kudada kwema investors vanoudza Munangagwa kuti vakuuya ivo vachimirira chamisa kuti ave President.

7. Igaroziva kuti vanhu vanoda Mdc inopa mabasa kwete Zanu inopa 2kg Rice.

8. Kutonga kunoda kweMdc kweZanu kuuraya nyika.

Get nyambo in your inbox!