Find by tag

criminals surrounding bonus

After staging a coup in my house, I went to the sitting room to announce to my kids that my husband was now under bedroom arrest. "Your dad is safe and sound and his security is guaranteed. he remains the father and first in command of this house. However, I am only targeting the FEMALE criminals SURROUNDING HIS BONUS." 

Tsanangudzo yekuti sei vaMugabe vakanonoka ku saina resignation letter

BREAKING NEWS: Hanzi mudhara arikuti kana aapadhuze nekusaina resignation letter arikubva akotsira. Paanomuka votangidzisa kumutsanangurira zviri kuitika

Mugabe akatomirirawo mbeu

hanzi Ku Gokwe vakatomirira chibage chembeu kubva kuna Mugabe kuti vatange kurima, havasi kuziva kuti kana iye Mugabe akatonyoresa rake zita kuti apiwewo chemachembere

masasi ekupenga - kuzora zvekutsvukisa

BREAKING NEWS:

We are going to conduct Operation restore original skin as from 01-01-18. Real yellow borns are safe but we are targeting criminals around them especially vaya vanotsvuka vakura

mazita anotanga naChi - Chinoz

Hanzi naChinotimba mazita anotanga naChi-/Ch- anogona kuitisa mamillion ukapedzisirwa wasungwa naChiwenga
  • Chombo
  • Chiyangwa
  • Chipanga
  • Chihuri
Wopedzisira wapaChikurubhi

Kubva nhasi ndaakunzi Tinotimba or Cde Tinoz

masasi ekupenga - adzoka

Ndapepuka ndanzwa vanhu vachideedzera kuti adzoka hana yangu yarova ndichiti ndiMugabe ndazofara ndanzwa kuti MAGETSI

Tsumo dze Operation Restore Legacy:
  • Chinoziva igarwe kuti chiwenga ane simba
  • Muromo wemukadzi unodzingisa murume basa
  • Chinoziva i ice cream kuti nyika inosunungurwa.
  • Chinokura chinorizaina 
  • Chinoziva i state house kuti mai mnangagwa ndi first lady.
  • Upfumi hwa Bhobho ndohuri ku blue roof huri pastate house ndehwe garwe.
  • Aakuziva ndi Grace kuti usatuke garwe usati wabira rwizi.
  • Chaive pawoman league chave kwazvimba
  • Panotambwa draft panobudwa garwe kwete bhobho.

masasi ekupenga - kuturunura mapic a bob

Mabasa atotanga kuwànikwa kuri kudiwa vanhu varefu vachafamba maOffices vachiturunura mapotraits aMugabe

kwaziso after operation restore legacy

Hello ku ZBC here ndokumbira kukwazisa Sekuru vangu Mugabe vari kwaZvimba ndozo kwazisa mbuya Gire vasikuzivikamwa kwavari. Ndoda kuvatenda nekusunungura nyika kwavakaita muvaridzireo kambo kubva kuna Macheso kambo kanonzi "Waitangirei Musindo"

masasi ekupenga - Mugabe anofadza vanhu

Uyu murume anoziva kufadza vanhu. When he took over in 1980  vanhu vakafara, when he left in 2017 vanhu vakafara futi

Letter to Mugabe from Malayitsha Association of Zimbabwe

Bongwe D Ncube

Dear Baba Mugabe

Thina njenge Malayitsha Association of Zimbabwe sithi we are very disappointed with your decision to resign, you know besisidla ngokuwa kwelizwe, sabaleka eskolo salayitsha impahla sithwala ama boarder jumper, now things will fine in Zimbabwe sizoyenzani

Please rethink khulu siyacela think about our Quantums and our leather jackets instalments

Regards 
Omalayitsha

Get nyambo in your inbox!