Find by tag

whatsapp - group rema fallen politician

Group rema late politicians:

Tsvangirai joined using invite link

Muzenda :  aaah ko mfanha iwe iwe ukubatei muno😳
Tsvangirai : haaa ndazongodonhedzwawo varume
Nkomo : haa you were very young mfanha
Gen. Mujuru: ko mugabe wamusiyepi
Tsvangirai : aaah mugabe haatouyi zvemukunhanya aitotaura zvekusvika pa zana chaipo
Tongogara : aisve😂😂 ko mugabe  achiri kungotonga
Tsvangirai : haaa hakuchina   kwava na munangagwa
Nkomo : hezvo dambudzo here?
Banana: 😂🙌🏻 haa zimbabwe so
Tsvangirai : haa� matakanana dai makarenga nyika ine mabhunu henyu

Mbuya Nehanda removed Tsvangirai

Tsvangirai wanetsa kudenga

Hanzi chakachaya kudenga uku

Ko iye Morgan wenyu atanga!! Hanzi ari kuti mwari magarisa pachigaro akutanga rimwe bato  rinopikisa Mwari! Shiri ine muriro wayo haiuregi shuwa