Find by tag

vanhu havachadi Zanu PF

Vanhu havachadi Zanu shuwa nezuro ndirimubhawa mari yedoro yapera ndakangoshedzera kuti mukasanditengera doro ndovhotera Zanu...nanhasi ndichirikungonwa

election 2018 - mazita akamirirei

Chamisa:
C~ Cash
H~ Housing 
A~ Airports
M~Mining Opportunities 
I~ Investments 
S~ Spaghetti Roads 
A~ All companies to operate

ED:
E~ Extended 
D~ Dambudziko

Get nyambo in your inbox!