Find by tag

election 2018 - mazita akamirirei

Chamisa:
C~ Cash
H~ Housing 
A~ Airports
M~Mining Opportunities 
I~ Investments 
S~ Spaghetti Roads 
A~ All companies to operate

ED:
E~ Extended 
D~ Dambudziko

Barca vs Sundowns

Chamisa. ..hallo vaMnangagwa  

Mnangagwa. ... mushe zvirisei Nelson 

Chamisa  ...Ndinofara chaizvo mukuona barca ne sundowns  hre 

Mnangagwa. ...yah iiiii vakomana ve Sundowns varikurakashwa wena

Chamisa. ..ndomarakashiro andoda kukuitai 2018

number plate yanetsa

"Umwe akanetsana nevashandi veku ZIMRA mushure atenga mota yake from Japan pakugadzirisa maplates ndokupiwa number dzine mavara anoti AED 2018 iiiiiiiiiii blaz vakajamuka  zvikanzi number plate iyi handiide vanhu vanozofunga ndiri muzanu coz zvinoreva kuti Auya E..... D.....
 2018 vakanetsana kusvikira vazomupa number plate yaaida ina ANC 2018 #Auya Nelson Chamisa 2018

Tsumo dzema elections 2018

Tsumo
1. Takabva nako kuZanu hakuna mabasa.

2. Totenda vagadzirisa nyika vaMunangagwa vanofamba nescarf.

3. Rinonyenga rinonyepera vanhu pa 100 days.

4. Kugoogler kunoda kweMdc kweZanu kupedza nguva.

5. Zvikoni zvikoni 2018 Zanu hakuna chayo.

6. Kudada kwema investors vanoudza Munangagwa kuti vakuuya ivo vachimirira chamisa kuti ave President.

7. Igaroziva kuti vanhu vanoda Mdc inopa mabasa kwete Zanu inopa 2kg Rice.

8. Kutonga kunoda kweMdc kweZanu kuuraya nyika.

mbanje - mozoti Zanu haigoni

Reporter: “VaMnangagwa hanzi makuzviziva here kuti doro rakupera munyika?”
Mnangagwa: “Tozviziva thats why we legalized mbanje we are always ahead in terms of planning.”

Mozoti ZANU (PF) haigoni