Find by tag

election 2018 - mazita akamirirei

Chamisa:
C~ Cash
H~ Housing 
A~ Airports
M~Mining Opportunities 
I~ Investments 
S~ Spaghetti Roads 
A~ All companies to operate

ED:
E~ Extended 
D~ Dambudziko

Barca vs Sundowns

Chamisa. ..hallo vaMnangagwa  

Mnangagwa. ... mushe zvirisei Nelson 

Chamisa  ...Ndinofara chaizvo mukuona barca ne sundowns  hre 

Mnangagwa. ...yah iiiii vakomana ve Sundowns varikurakashwa wena

Chamisa. ..ndomarakashiro andoda kukuitai 2018

number plate yanetsa

"Umwe akanetsana nevashandi veku ZIMRA mushure atenga mota yake from Japan pakugadzirisa maplates ndokupiwa number dzine mavara anoti AED 2018 iiiiiiiiiii blaz vakajamuka  zvikanzi number plate iyi handiide vanhu vanozofunga ndiri muzanu coz zvinoreva kuti Auya E..... D.....
 2018 vakanetsana kusvikira vazomupa number plate yaaida ina ANC 2018 #Auya Nelson Chamisa 2018

Get nyambo in your inbox!