Find by tag

masasi ekupenga - chando kupisa

Ndirikuti ndikabata sipo netauro ndonzwa dzungu zvekutoda kudonha,  kuzoti mvura, muviri wese urikubva watema. Saka chiremba vanditi ndimbomira kuzvishandisa. Ndichaenda hangu ku review kupera kwaJuly

masasi ekupenga - original sipo

Sipo yandakatenga muna May inenge original haisi kudzima pakanzi Jade 

Group revano geza

Hapanawo ane group link revanhu vanogeza hre?,coz munomu vese every day varikungochema chema mumwe ndeanoti sipo yawira mudrain,mombe yadya sipo zvese netowel,mvura yapinda nhunzi,hanzi magetsi apera mvura isati yadziya ummm group rino ndaritadza