Find by tag

Njere hadziwanikwe mumabhuku chete......

Mai vakashanyira mwana wavo kuchikoro ainzi mike aigara ne room mate yake yechisikana yainzi Sally.

Pavakaona kunaka kwaroom-mate yemwana wavo vaka suspecta kuti vaviri ava vanofanira kunge vachidanana, chimwe chakaonekwa namai ava
ndechekuti Sally ane cup yake yesilver yaanofarira kunwira
chero chipi chinwiwa zvacho. Amai vakaviga cup iya mu
magumbezi aSally. 

Mushure me one week mai vamike vadzokera kumba Sally akauya achiudza mike kuti kubva
pakauya mai vako cup yangu handichaione. 

Mike akafonera mai vake achiti: 'Handina kuti makaba cup uyezve handisikuti hamuna kuba asi kuti cup yakangoshaika kubva pamakabva kuno.' 

Mai ndokuti: 'Kana neni hindisi kuti munodanana kana kuti hamudanane, ndiri kungoti dai Sally airara mumagumbeze ake dai makawana cup.

Sando 🔨 🔨 🔨 kunaani??