Find by tag

Kusashanda mahwani

Bamunini Simba: Ko maiguru manga mazviona here kuti kettle hayisi kushanda?
Maiguru: Chii chashamisa pakusashanda kwekettle, wani imi hamushande? Itofarai kuti mawana shamwari isingashandewo. Marovha awanda mukitchen

Ma rovha awanda munyika

Aimbove mutungamiri wenyika nehurumende ari zvakare mukuru wemasoja,mapurisa,maguard jeri,mauniversities,war veterans nanachimbido nanamujibha.Vari mukuru wemadzishe nemasabhuku,varichairman weSadc neAu comrade RG Mugabe..... rave rovha