Find by tag

zvinhu zvadhura pa zimbabwe 2019

ZVINHU KUZIMBABWE ZVIRIKUNYATSODHURA IN THEIR ALFABETICAL ORDER

AIRTIME
BEER
CHINGWA
DATA

At least stonyeni ichiri kure kuzoona tosvika pana S

Kana Zupco ra$0.50 zviri nani vakadzi vatevere nesadza kubasa pane kutenga $5 muma takeaway

fuel yadhura pa tonaz

Mudhara: Why are Fuel queues moving fast:

Fuel Attendant:  haa mudhara munhu wese arikungodira ma 4litres, 5litres tichienda. Kana Range Rover iyo ndadira 7 litres

It's now cheaper to hire Zupco uri one than taxi

Taxi to Budiriro now 55Bond

Zupco 0.50×75 = 37.5 Bond

Tichakwira Zupco mahara

Fuel 3.30 - bhazi 1.00
Fuel 4.99 - bhazi 0.50 

Saka fuel ikakwira futi to $7, Zupco inogona kuita 20c
Fuel ikasvika $10, Zupco tinenge takukwira mahara
Fuel ikakwira futi kusvika kuma $15, then ukakwira Zupco unobva wapiwa change iwe usina kubhadhara

It will work
You will not work
Simple

Get nyambo in your inbox!