Daddy vanobva kubasa vanodana vadzimai vavo kuti vagare pedyo navo pasofa.
Daddy :Darling hanti pamuchato wedu mufundisi akati tava nyama imwe.
Madam : Hongu ! Kana bible chairo rinodaro.
Daddy : Izvi zvichimborevei??
Madam : Zvinowana imi zvawana ini uye mhosva yenyu imhosva yangu.
Daddy : Very good , zvino tirikunzi takamitisa musikana wedu webasa.
Madam : iiiiiiiiiihhhh!!! Inga zvatiwandira tirikunzizve tine nhumbu yabhiridha.