Find by tag

Chinoz Provisional Test

Hanzi chinoz paakaenda kunotora provisional licence yake VID yakati sa MP, aingozo bvunzwa mubvunzo umwe chete.
VID Inspector: Honourable Chinoz, road sign ine mombe inorevei (Cattle crossing)
Chinoz: Ahh izvo chete, inoreva kuti pane pari kugochwa pamberi

Pindura nyama iyo

Chinoz and Obama at a braai,

Chinoz: Hey Obama answer that meat.

Obama: (confused) 

Chinos: Again obama! i said answer that meat! Ndati pindura nyama iyo inotsva mhani

chinoz pa gochi gochi

Chinoz and Gono vachirova gochi gochi...,
Chinoz: Reply the meat
Gono: What..??
Chinoz: I said reply the meat
Gono: What.....!
Chinoz: Ndati pindura nyama iyo dofo..

handei ku gochi gochi

Shamwari yangu ngaiuye kumba kwedu hanzi handei kunogocha ini ndabva ndatenga magaka nematomato netuma onions tasvika pabraai stand akubudisa chibage chinyoro ndasiya ndamutema nemagaka ini

Baba vachida kunyima mwana nyama yeku gocha

Vamwe baba vaida kunyima mwana nyama yavaigocha ndokuzadza mhiripiri panyama. Nyama iya payakanga yoda kundoibva, vakaravira kamwe kanhango vachibva vafinyamisa kumeso kuti mwana awone kuti nyama yaivava zvisingaiti.
Mwana uya akabva ati: "Zvino baba mukadaro panyama saka majiggies hamungaagone. Zvotoda isu tajaira".

Get nyambo in your inbox!