Find by tag

Baba vachizama sisi vebasa

Amai vemba vanga vaenda ku holiday and Baba vemusha vakanga vatorine chikara chekuti vatoluma. Vakati zano vakati rega ndiite plan nemusikana webasa uyo akanga ava ne 2 weeks achangobva kumusha and aisaratidza kungwara ngwara.

Vakamusheedza mu bedroom ndokubvisa bhurugwa ravo ndokunongedzera chinhu chavo

Baba : Unoziva kuti chii here ichi?
Sisi : (vachinyaririra) Hongu baba
Baba : Unoziva basa racho?

Sisi : Ehe

Baba : ita tione

Sisi pakarepo vakabva vapfugama nemabvi ndokubata chinhu nemaoko maviri ndokuswedera pedyo pedyo ndokuvhura muromo... 

Baba vakabva vatsinzinya maziso vagadzirira...

Sisi ndokuti : "chekutanga ndoda kukwazisa amai na baba vangu vari ku
Uzumba ndozokwazisa sekuru Jowero na Tete Esinathi, ndinokumbirawo
mundiridzire kambo kanonzi 'this time haulume'..."

Makumbo akawandisa

Vamwe blaz vakaenda ku pet shop vakati ''i want something special, thats rare, thats exclusive'' 
Akanzi: ''pane imbwa inohukura national anthem'', akati kwete. Ndokunzi ''pane tsoko inogona kuverenga nekunyora'' akati kwete.
Pakazonzii ''pane zongororo rinoita mabasa ese emumba'', akati ''ndipei!''

Asvika kumba akati "zongororo, geza ndiro, wotsvaira nekukorobha mumba mese''. After 30 mins imba was spotless. Akabva ati ''timba nekudiridza garden'', very fast zongororo anga apedza, mface was impressed, akati ''horaiti chienda shops unotenga zvinhu zve b/fast".

Mface akamira 1hr, no zongororo, 2 hrs still no zongororo, after 3hrs akafunga kutevera shops, paakavhura door akawona zongororo akagara pasi akaribvunza nehasha ''ko iwe 
ndakutuma kudhara uchiri kuitei?"
Zongororo akati ''ita steady mhani, ndichiri kupfeka bhutsu MAKUMBO AKAWANDISA!"

Sisi vebasa pa whatsapp profile picture

Amai vakachinja profile pic kubvisa yababa kwakuisa ya pastor. 
Baba: ko chave chii zve pa pro pic?
Amai: ndawona kuti pastor vanotinamatira misi nenguva mazuva ose saka ndati ndivaisei paprof pic apa..
Baba ndokuti zvakanaka. Baba vachibva vachinjawo ndokuisa remusikana webasa (house girl). Amai vachinodai pa App yababa wanikwe pa prof pic pave na sisi. 
Amai: zvaita sei chii chandirikuona ichi?
Baba: ndawona kuti sisi vanotiira zvose, kubika, kuwacha zvese nekuchengeta vana isu tirikubasa. ndawona zvirinani ndimbovaisa paprofile pic pangu

No joy kana sisi vebasa vasipo

Mama vachibvunza sisi: Ko iwe wakazongoenda kuweekend usina kutaura?
Maid: Ah mama, inga ndaka updater status wani pafacebook kuti "Going kumusha for the weekend,will be back on Monday. Murume wenyu akato comenta kuti 'Safe journey, will miss you so much, no joy kana usipo!'"

Get nyambo in your inbox!