Find by tag

Askana siyanai nemurume wangu

Private caller - Hello am l speaking to Anita?
Anita - Yes
Private caller - Askana siyanayi nezvekufonerana nemurume wangu handiti!!!
Anita -Ndanga ndatya ndafunga kuti muchati ndirege kurara naye.Kana zvakadaro iribho. gudnight

Hove yako yafona

Wife:honey hanty u go fo fishing pa maweekends??
Hubby:yes my love.
Wife:Hove yako yafona yati ine nhumbu.

mapurisa kwaMacheso

Umwe mukadzi akafonera mapurisa kuti: "murume wangu aenda neGirlfriend saka ndave
kutevera kwavaenda. Ndine pfuti zvekuti ndikavawana ndiri kushudha vose" 
MaPurisa akabvunza kuti vaenda kupi? Mudzimai uya akati; "Vaenda kuBand kwaMacheso kuVITO" 

Mapurisa akabva atora mota ndokumhanya kuti vatangire mai vaya kusvika. Mupurisa akasviko bvutira Macheso Mic ndodaidzira achiti,"
"KANA MUINE MURUME WEMUNHU ARIMUNO NEGIRLFRIEND MUKADZI WAKO ARI KUPINDA MUNO IZVOZVI ANE PFUTI YEKUSHUDHA IWE NEGIRLFRIEND YAKO MOSE" 

Hanzi door rakaita duku varume vose vachitiza kusanganisira naiye Macheso wacho.

Chinoz- hauna kundibata

Chinoz akamuka pakati pehusiku ndokutanga kuseka, mukadzi wake akapepuka ndokubvunza kuti ko urikusekei pakati pehusiku hwakadai ? Chinoz akati. Aaaa ndarota wandibata ne girlfriend yangu yekumufakose saka ndirikuseka kuti hauna kundibata ndanga ndichirota.

Rudo here kuti vanhu vageze vose

Ukanzwa murume achidaidza mudzimai kuti vageze vose everytime usafunga kuti rudo rwakanyanyisa. Kwete bodo, kutya kuti foni inosara ikavhurwa kana kufonerwa nesmallhouse 

baby feeder ku small house

Mumwe murume akaita small house kuMbare, saka akanga asisauye kumba,  ndokubva mukadzi wake atevera ikoko. Ndokuwana murume akagadzikwa musofa akapfekedzwa baby feeder, achidyiswa nespoon. 
Mukadzi akatsamwa, zvikanzi: "Imi murikuitei murume mukuru handei kumba!". 
Zvikanzi nemurume... "Atiti" 

Get nyambo in your inbox!