Find by tag

Akapusa ndiyani

Professor vachitukana nemukadzi wavo;
Prof: hauna kufunda ndosaka wakapusa nekuzungaira. 
Wife: akazungaira nekupusa ini newe ndiani,ndiri nani ndakaroorwa naprofessor, ko iwe wakaroora mukadzi asina kana grade 7.

nani kuita mupositori

Ukadzidza ne simba unoenda ku UZ mononyimwa chikafu momhanyisana ne police.
Ukaba, unoenda kujeri mononyimwa chikafu momhanyisana ne police. 
Saka ndodini manje, ndava confused... ndagaya ndakuita mupostori , ndomhanyisa police ne tsvimbo!!

Get nyambo in your inbox!