Find by tag

Chinoz Provisional Test

Hanzi chinoz paakaenda kunotora provisional licence yake VID yakati sa MP, aingozo bvunzwa mubvunzo umwe chete.
VID Inspector: Honourable Chinoz, road sign ine mombe inorevei (Cattle crossing)
Chinoz: Ahh izvo chete, inoreva kuti pane pari kugochwa pamberi

Get nyambo in your inbox!