Find by tag

brazil yakabaiwa 7-1 ne germany

Nhai ichokwadi here kuti doro re 7days rakunzi Brazil?

Asi vatanga nema pena?

Wife waking up at halftime, Brazil yakabaiwa ne Germany 5:0,

Wife: aarghhh, asi nhasi vatanga nema pena?

Husband: iwe, rara uko!!

chinoz vakapfeka jersey re brazil

Chinos akapfeka jersey rake re Brazil achienda mutown ndokusangana nemapurisa. 
Zvikanzi nemapurisa, "Nekurohwa kwamakaita ne Germany muchiri makangopfeka jersey reBrazil!"
Zvikanzi na Chinos, "Zvichashamisira here? Inga imi wani makangorohwa wani nemapositori asi nanhasi makapfeka uniform yechipurisa!!"

Get nyambo in your inbox!