Find by tag

Ungaziva bhinzi yakonzeresa?

Rough pakutaura . A prostitute got pregnant. Relatives asked who the father was and she replied "Zvakafanana nekuti wadya beans wosura , ungazive kuti beans yakusurisa ndeipi?"

Zvituko hobho

  • Mbuya vako munigga vanodropa zambia vomonerera dhuku mumaoko
  • Baba vakadzingwa basa nenyaya yekutambisa gedhi palunch
  • Haisi mhosva yako,imhosva yema dzitateguru ako aienda kuhondo asina zvombo achitemba kupopota
  • Ndosaka baba vako vakarohwa naamai nenyaya yekuchemera kurara muprema
  • Matama semimba yegonzo!
  • Wakapusa kunge mukadzi wen'anga anodaidza murume wake kuti sekuru
  • Uri benzi wakarega chikoro munhu wawaikopa afa 
  • Kumashure kune chirimi kana wakubudisa mweya kunoti thuuuu.
  • Kumba kunotyiwa aids kwamunobika makapfekedza mugoti condom
  • Kungwarisa kunge wakakura uchichera nyoka
  • Face yakachecheudzwa
  • Mumba menyu mugomba vanhu vakati gogoi unoti wirai
  • Kusviba zvekuti ukapinda musango tsubvu dzose dzinodonha dzichiti IGWEEE
  • Ndosaka wakaenda kuhondo nepinjisi uchiti urikuda kunosunungura Zimbabwe.
  • Kumusha kure kunosvika mapostori akunzi mawhite ninjaa
  • Kusviba kunge blackmarket
  • Dhirezi rako rakahwinwa nababa vako vakunda munhu wese kuridza chiwepu padhibhi.
  • Kuomera ungati chibereko chehure.
  • Kufumuka kunge mukadzi wechigure anonongedzera murume wake achiti ichoo.
  • Wakajaidzwa nambuya vako vaikurova neZambia.

Hove yako yafona

Wife:honey hanty u go fo fishing pa maweekends??
Hubby:yes my love.
Wife:Hove yako yafona yati ine nhumbu.

Chinoz - dont worry pamwe haisi yako

Chinoz akasvika mwanasikana wake achichema.
Chinoz: Ko urikuchemei Paida?
 Paida akapindura "Baba ndine nhumbu"...
Chinoz: Usacheme pamwe haisi yako

viola waita nhumbu yemurungu

Viola aidanana nemurungu but chirungu chairamba kutamba .Zvino akaita nhumbu ndokushaya kuti otii kumface wake .Akatanga kuruma ruma muromo wake ndokuti "the moon skipped me and stomach is yours

Andy Muridzo ndiye oga murume after a whole team failed to make a score pagedhe  ra Bev rinozivikanwa rakavhurika pane magedhe ose:

Line up yevarume vakuru vaipotsa pena pana Bev
1. Qonfused
2. Walter Magaya
3. Jah Prayzer
4. First Farai
5. Khama Biliat
6. Ricky Fire
7. Simba Bodyslam
8. Peter Moyo

chishamiso kutizirwa ne ane twunhu twake

Ummmmm, in your whole life, pane akambonzwa munhu kana umwe chete hake akatizirwa nemusikana ane mota?

Get nyambo in your inbox!