Find by tag

Tsumo - 2013 bhomba ku Zengeza

****Tsumo Dza 2013****

1. Makanganwa chekuzengeza nehope.
2. Zvinhu zviedzwa n'anga yekuzengeza yakaboilisa gunpowder ikaputikirwa.
3. Natsa kwaunobva kuzengeza kwaunoenda kunezvoputika.
4. Ateya mabhomba muzengeza haachatye kusviba magaro5.Nhamo inhamo zvayo mheni haigarwe nayo mu2 rooms