Find by tag

Unomwa here Joe?

Mukoma Joe vakazvinhongerazvavo bhebhi kubhawa ndokunanga kumba . vasvika bhebhi rakabvunza zvikanzi "unonwa here Joe " blaz vakati vanotonwa heavy. vaviri vakanakidzwa usiku hwese pasina protection.
Kwaedza, mukoma vakaona bhebhi ravakunwa maARV vakati "bhebhi haudaro sei usina kutaura kuti uri positive?" bhebhi "inga joe ndakabvunza wani nezuro kuti unonwa here ukati unonwa"

Unomwa here

Mukoma Joe vakanotora zvavo bhebhi kubhawa ndokuuya naro, bhebhi rikabvunza mukoma Joe kuti: "Ko unomwa here?" Joe akati," ndinomwa heavyyyy."

Vaviri ava vakavata husiku hwese vachitandadzana pasina protection, ndokuzoti kwaedza bhebhi ndokutanga kunwa zvaro maARV.

Mukoma Joe ndokuti, "Bhebhi haudarozve! Seyi usina kundiudza kuti uri positive." 
Bhebhi rikati ,"handiti ndakakubvunza kuti unomwa here ukatoti heavyyy"

Blaz vekuda kuonererwa mukombi

Umwe mukomana akapinda mukombi achida kuzviita wemhando yepamusoro,anoona umwe musikana akanaka ndokuti sisi face yenyu haisi itsvaa kwandiri.Sisi ndokuti chokwadi haisi ndini ndinokupai maARV pahospital

Get nyambo in your inbox!