Find by tag

Unobatika papi?

Muface: uri pa whatsapp?
Chimoko: aiwa
Muface: ko facebook?
Chimoko: aiwa
Muface: ko twitter hayo?
Chimoko: handipo
Muface: saka uri pai?
Chimoko: ndiri pa eco-cash

Zvinoreva eco wepana ecocash

Ukataura chinhu mubako kana muhova panoita maungira. 
Rinenge riri voice rako haro rinenge richidairira , asi hausi iwe unenge uchiri kutaura.  
Phenomenon iyi Varungu vanoiti  "Echo".
Kana unemari muAccount  asi usinga kwanisi kuiita Cash-Out. Inenge iri mari yako hayo asi hausiriwe unenge wakaibata.
Now i understand why VaMasiwa vakaiti inonzi "Eco"-Cash.

....Maungira emaDhora.

Get nyambo in your inbox!