Find by tag

Unobatika papi?

Muface: uri pa whatsapp?
Chimoko: aiwa
Muface: ko facebook?
Chimoko: aiwa
Muface: ko twitter hayo?
Chimoko: handipo
Muface: saka uri pai?
Chimoko: ndiri pa eco-cash

mungwarire matsotsi epa facebook

Pakaita account yakanzi Cristiano Ronaldo pa facebook , nekuda zvinhu ndakaadder as a friend.I then send a message, 'Hie Ronaldo is this really you?'
Then he replied 'yes its me'.Then i replied im one of your fans staying in Zimbabwe .
He then replied, 'IBHO MFANAMI KEEP SUPPORTING ININI BLAZ VAKO VAKADII VAMWE VOSE'

ma results abuda...

ndirikubva kunotora maresults kuchikoro. Hazvina kumbomira mushe.

English. E

Maths. U

Accounts U

Facebook. B

Whatapp. A

Gore rezvidzidzo - report book

Ndiri kubva kunotora report book renyu rezvidzidzo, haa harina kumbomira zvakanaka:

  • Maths 15%
  • Accounts 9%
  • Facebook 98%
  • English 15%
  • Biology 27% 
  • Makuhwa 100%   
  • Kunyeya 82%
  • Whatsapp 99%
  • Kunamata 1%
hanzi nateacher wenyu sungayi dzisimbe pachidzidzo chekupedzisira.

Hausiwo pa facebook kana whatsapp?

Baby: handina mari yekuti tinyatso taura pafoni. Hausi ku facebook, twitter kana  whatsapp here?
TANYA : Aehwa... ndiri kuMasvingo ini!

Get nyambo in your inbox!