Find by tag

ebola mu zimbabwe

Zimbabwe today recorded its first Ebola case in Hurungwe.This morning at the district hospital a healthy baby boy named Ebola Moyo was born at 05:27hrs to happy parents Fred and Monica Moyo....

ibola egedini

Reporter: nhai vaChinoz munoti kudiiko ne Ebola irikuda kupinda munyika? 
Chinoz: haa mfana yakapinda kare kare, ndiyo yaingonzi nanavaMugabe nepa T.V pose kuti IBOLA EGEDIN

Zimbabwe 2014 Awards

End of year awards
  1. Disease of the year - Ebola
  2. Sabhuku of the year - Vharazipi
  3. Drink of the year - twizza
  4. Social network of the year - Whatsapp
  5. Prophet of the year - W Magaya
  6. Comedian of the year - Mdara Chinoz
  7. The Church with more graduates in karate - kumasowe kuye kwekurohwa police
  8. Harlot of the year - Bev
  9. The most powerful party - Zanu PF
  10. (9) Doctor of the year - Doctor Amai Grace Mugabe

Haisati yava nemu namato

Hanzi Mfundisi akanzi huyai mundinamatirewo nemurwere. Paakasvika achida kunamata akavhunza kuti munonzwei, zvikanzi Ebola . Mfundisi akabva abuda achifambisa achiti haisati yavanomunamato wayo.

Ma symptoms eEbola nekubatirwa foni

Masymptoms eEbola akafanana nezvinoitika kana murume akabatirwa fone nemukadzi:
  • Kudikitira
  • Nyoka kurira mudumbu
  • daerhea
  • Kubvunda
  • Nekuona tunyeredzi uye kupera simba

Get nyambo in your inbox!