Muroora: Haloo mhamha
Vamwene: Hes mwanangu varisei vamwe?
Muroora : varinani havo, ndine mubvunzo mhamha..
Vamwene: sununguka mwanangu
Muroora : mwana akazviitira tsvina anofanira kubvisa ndiani?
Vamwene : amai vacho ka ndovanobvisa mwanangu... Otoita mwoyo wekubereka.
Muroora : maita basa mhamha, in this case mwana wenyu adhakwa abva azviitira tsvina saka mosvika nguwai kuzobvisa??