Find by tag

chinoz ku posvo

Chinoz dzakatenga envelope ‚úČ at a local post office. Dzakaivhura and then screamed on top of his voice into the envelope and ndodva dza vhara hadzo.

Ambuya vemu post office asked him: "Va Chinoz, chiii nhai?"

Chinoz: "Ndiri kutumira voice mail."

Get nyambo in your inbox!