Find by tag

Zimbo in Hollywood

Pane muface akaenda kuStates kuya kunonzi kuHollywood. Saka muface uyu
angaapreswa neweti. Muface akamanya kuchimbuzi ndokubva asvika
akazama kuita open door rikaramba.(occupied)
muface:"knock,knock,knock"
other:munemunhu!!!!