Random
Community
Find by tag
Nyambo dzine tag 'nyuchi'
recycling, zim style
Kuti Zimbabwe ndiko kut nhamozve:
Matayi emotokari anenge araswa kuSouth
Africa achinzi apera, maZimba anoatora
omatumira kumusha, ondoiswa pamotokari
dzofamba 3-4 yez nawo.
Obviswa pamota oitwa pangoro, ofamba
4-5 yez.
Obviswa pangoro oitwa manyatera odhonza 5 yez.
Kana nyatera riye ranzi rapera, rochitorwa
rondoburiswa nyuchi.
nyuchi
mota
recycling
ex jap
vhiri
ngoro
nyatera
shangu
Featured Tags
zesa
mitemo
dstv
zanu
next door
bhazi
nhumbu
Lazarus Dokora
chikwereti
chikoro
sadza
hurumende
masasi emu kombi
zimbabwe independence day 2015
january disease
Get nyambo in your inbox!