Random
Community
Find by tag
Nyambo dzine tag 'shangu '
recycling, zim style
Kuti Zimbabwe ndiko kut nhamozve:
Matayi emotokari anenge araswa kuSouth
Africa achinzi apera, maZimba anoatora
omatumira kumusha, ondoiswa pamotokari
dzofamba 3-4 yez nawo.
Obviswa pamota oitwa pangoro, ofamba
4-5 yez.
Obviswa pangoro oitwa manyatera odhonza 5 yez.
Kana nyatera riye ranzi rapera, rochitorwa
rondoburiswa nyuchi.
shangu
mota
recycling
ex jap
vhiri
nyuchi
ngoro
nyatera
Shangu pa road test
Wotopa munhu bhutsu kuti akusonere.
Wozoona akadzipfeka pa bottle store...
Wobvunza kuti "ko zviri kumbofamba sei nebhutsu dzangu???"
Wotoudzwa kuti dziri pa "Road Test"
shangu
zviri kufamba sei
road test
MUNHU AKABA BHUTSU DZANGU NDIRI PA JUMPING CASTLE . SHOULD GROW UP
shangu
bhutsu
Ndezvipi zvinonyadzisa, kuti iwe uri muenzi wosvikirwa uchiwedzera mvura mupoto nevanhu vepo, kana kuti pamba pauya muenzi wausingazivi wosvikirwa naye uchiedza shangu (magwada) dzake
shangu
kukara
muenzi
poto
Featured Tags
huku
mai
mapurisa
baba
chipembere
Barcelona vs Sundowns 2018
nhamo 2016
zimbabwe
mwana
coup
Francis Nhema
mari
valentines day
madzimai
nhamo 2016
wachembera
muroora
pentecostal
prophet makandiwa
zita
shongrish
godo
gudo
nhamo
landlord
kugeza
musikana
hure
kukara
masasi ekupenga
chirungu
chirungu
harare
whatsapp
chikafu
mbavha
nhamo
mutare
china
mhosva
murume
Kkkk
chando
monya
Joyce Mujuru
imbwa
whatsapp
mimba
dofo
shiri
Get nyambo in your inbox!