Find by tag

chinoz - sangweji

chinoz akabatwa paborder achida kusmuggler chipembere kuti apinde nacho mujoza.
nekukurumidza chinoz akatora ma slice maviri echingwa ndokunamatidza 1 kumagaro echipembere then imwe pamberi nechepamhuno chaipo.
mapurisa akabvunza chinoz kuti ko iyi yaa yipi manje zvakanzi na chinoz "Wakatanga riinhi mutemo wekuudzira vanhu nyama dzekuisa pakati pechingwa, ndisiyei ndipinde ne sangweji yangu".

Xenophobia iri nani

Kwaungada kuenda ndokupi?

  • South Africa - Xenophobia  
  • Nigeria - Bokohamphobia 
  • Iraq - war,Islamic statephobia
  • DRC - Ebolaphobia 
  • Zimbabwe - Nzaraphobia  

Ini ndoti kuXenophobia kuri nani,better kurohwa ndakaguta amheno imwi

Chinoz - Zino for beer

Reporter: Nhai vachinoz munotii nenya ye xenophobia irikuitwa ku South Africa?
Chinoz: Okay nyaya ye zino for beer hainetse ini ndinongoti vharai mabhawa arikutengesa zino for beer mosiya atajaira anoda cash for beer

Nyangwe iyo xeno, hati uyiko!

wotonzwa 00263 hanzi chiuya kumusha unorohwa ne xeno. Hatiuyeko zvekumhanya! Tichauya kana mombe dzakupinzwa mudanga ne remote

Masasi evanhu vakatiza xenophobia

MASASI EVANHU VAKATIZA XENOPHOBIA
1)EJOZALE HAKUNA ZVESE IZVI.
2)UMM MINA MUSANDIISIRE ROMI
PACHINGWALE.
3)KATI KUNO HAKUCHABATI SABC EISH
MAKASARA.
4)CHINGWA KUITA R10 CHINOMBOISWA
CHIIKO CHINGWA CHACHO.
5)ZVINHU ZVAMUNAZVO MUNO MUMBA
HAZVITIMBOSVIKI PAHALF YEZVANGU
ZVAKAPISWA NEMBWA DZEKUSOUTH.
6) TWIZA MINA HANDIBATI INWAI ZWENYU.
7) INI NDAJAIRA KUKWIRA MATAXILE
ZVEMAKOMBI ZVINONETSA
8) 15c PER MINUTE IYI NDOINONZI
DAYLIGHT ROBBERY CHAIYO KUSOUTH
HAKUNA ZWESE IZWI
9)MINA SHONA INONDIVHEKISALE
10)KHATI MARI YEMUZIM YAKUNZI MABOND
COIN

Get nyambo in your inbox!