Find by tag

Murwere wekuda mazai

Zvinoita munhu kana arwara akomana zvakaoma. 
Vamwe mai vakaenda koona murume wavo ainge arwara muchipatara. Vakamuigira mazai akakafraiwa zvakanzi nemurume wacho: "handisikuda akafraiwa dai mauya neakaboiliswa".
Mangwana mukadzi uya ndokuuya neakaboiliswa zvakanzi "aiwa dai mauya neakafraiwa ".
Ava mangwana acho mukadzi uya ndokuuya neakafraiwa neakaboiliswa zvakanzi nemurume wacho: "aiwa, amafraya aya dai ariwo amaboirisa aya akaboiler dai ariwo amafraya".

chinoz - chicken cuts

Teacher :ndiani angatipewo 2 types dzefood dzekuti tikadzisanganisa tinoburitsa 1type of food. 
Chinoz : chicken ne katsi. Zvinoti buritsira ma chicken cuts.

January Disease - Dai achipera hake January

Dai January achipera hake zvimwe zvatava kunzwa kuti zvinonaka so.  
Hanzi nyevhe yasangana nematemba zvinonaka umwewo hanzi rice rine avocado umwe hanzi spagheti rine dovi zvinonaka zvidhakwa hanzi ndaisaziva kuti krango inonaka inoda wadya chete, vakadziwo hanzi jolly inonaka especially uine ma ice inobva yaita coke chaiyo kkkkkk dai achipera hake January ukuwo vanoenda kubasa hanzi vakomana vemakombi vanodada ndava kuenda nema pickup.

Sei usiri kudya?

Mapenzi akapiwa ndiro dzechikafu dzisina chinhu zvikanzi idyai vachida kuona kuti hapana rava nani, mapenzi aya ndokutanga kuita seari kudya. Chiremba vakafara vachiona rimwe risingadyi zvikanzi, wakamirirei usingadyi? zvikanzi nebenzi ndakamirira kuti zvipore

Derere rinonzii nechishona?

Teacher: class derere nechishona rinonzii? 
Kambeni: sliding vegetables 
Teacher: stupid ko kona inonzii Prosper? 
Prosper: nzveeeee!!!

kuda zvinhu - menu mu hotera

Woenda Holiday Inn, woona menu yakanzi: 
  • Salted white corn, rare jucy beans, garnished with rift potatoes & topped with organic unprocessed guacamole!
  • Price: $ 52
Wobva wa Order!
Wobva waunzirwa only to find out Mutakura  with some Avocado.
Apo ndopaunatanga kuziwa kuti teacher we English akanga asiri munhu wekutamba naye.

babie rine demba pamazino

Prosper akashanyira babie rake raigara kuMbare.So muface paakafunga kuti regai ndikise baby wanike rine katemba pakati pemazino chaipo. 
Prosper: baby ndifembere kuti wakadya nei nezuro? 
Tariro: fembera 
Prosper: nematemba 
Tariro: watadza nezuro takadya nemavheji.matemba takamadya last week bt 1

Ndaka shanda makore mazhinju nemufi

Parufu chikafu chashomeka. Mutauri ndokuti " hama dzadiwa chikafu chedu chapera saka vachadya ihama dzapedyo" umwe mudhara ndokusimuka ndokuti " Ini ndiri umwe wevachadya sezvo ndakashanda nemufi kwe 14 years pasina kana kutukana" umwe ndokudhonzera mudhara pasi zvikanzi, "Iwe, mufi mwana anga ane  2yrs".

munamato wemwana anokara

Munamato wemwana anokara: 
Mwari komborerai mai vangu vabike zvinonaka muvabvise mweya wakaipa wekundipakurira 1piece necup yemuto tumirai ngirozi yenyu yetsitsi nemakaro vandiramwire poto yese yehuku ishe dzingai vavengi vangu vanouya panguva dzekudya Amen.

Get nyambo in your inbox!