Find by tag

kuri kurehwa imi mai tembi

Amai tembi na Baba tembi vakaenda kwachiremba mai tembi ndokuitwa operation zvakanzi nachiremba operation yamaitwa iyi zvotoreva kuti muchaita 2 weeks pasina bonde .
Zvakanzi na mai tembi, "mazvinzwa ka baba tembi"!
Zvakanzi nababa tembi "hongu ndazvinzwa but apa doctor arikureva imimi mai tembi."

Bond Notes - kukumbira mari

Yedu yekukumbira Mari pagroup re family iyi, nhasi ndati kunamai vaMadam vangu Mhamha ndokumbirawo  'bond' foni yangu yabva yanyora 'bonde' vanhu vese vari kupopota. Ndabva ndabudiswa mugroup.

masasi ekupenga: nyama kana kuti mince

Bhaibheri rinoti murume nemukadzi vachava nyama imwe. Saka kana iwe wasangana nevakadzi hobho ichiri nyama here or mince

Get nyambo in your inbox!