Find by tag

unodya ku kambani kwako

Mumwe mudhara wechiMalawi akanzi ataurire vanhu parufu kuti food yashota iko ndokuti- 
"Pamusoloi mazibaba, pamusoloi mazimai ali kumoto. Tipeiwo zewe zenyu kuno! Nyaya ilipano ndiyakuti chikafu chashota. Saka zichaitika ndezekuti:
  1. Isu Webheliya tichaja nenyama
  2. Hama zemudhuze mudhuze zichaja nakabichi
  3. Wekule kule, zishamwali, masawhila, muno mose munoja kuzimba zenyu.
  4. Ko driver weZUPCO alipo?
Driver: Ehe ndiripo!!!
Vely good. Unoja kukambani kwako!

Kana Zupco ra$0.50 zviri nani vakadzi vatevere nesadza kubasa pane kutenga $5 muma takeaway

It's now cheaper to hire Zupco uri one than taxi

Taxi to Budiriro now 55Bond

Zupco 0.50×75 = 37.5 Bond

Tichakwira Zupco mahara

Fuel 3.30 - bhazi 1.00
Fuel 4.99 - bhazi 0.50 

Saka fuel ikakwira futi to $7, Zupco inogona kuita 20c
Fuel ikasvika $10, Zupco tinenge takukwira mahara
Fuel ikakwira futi kusvika kuma $15, then ukakwira Zupco unobva wapiwa change iwe usina kubhadhara

It will work
You will not work
Simple

Get nyambo in your inbox!