Amai T vachiyemera daddy:
Amai T: "Baba Tee mukuziva here kuti Baba Hazy vakatengera mai Hazy mota for Christmas?"
Baba T: "Nanga pane nyaya yako"
Amai T: "Nyaya yei kungotaurawo zvinoitarwa vamwe nevarume vawo"
Baba T: "Saka ukuda nditeedzere zvinoitwa nababa Hazy here?"
Amai T: "Aaaagh ko imi chokutadzisai kuitawo zvinoitwa nevamwe varume chii?"
Baba T: "Ibhoo ndichatanga ndamitisa munin'ina wako, ndorara nemukadzi wehanzvadzi yako, then ndozotenga mota yesorry..."