Find by tag

Harare to mutare vs xmas to new year

Passenger : " nhai va driver hw far is it from Harare to Mutare?"
Driver : "Haaa, it is 290km"
Passenger :" Ko from Mutare to Harare?"
Driver "Unopenga here? Handiti zvakangofanana here?"
Passenger "Uummm kungobvunzawo kuti ndizive sezvo kubva pa new year kusvika pa christmas pane gore, asi kubva pa christmas kuenda pa new year ringori vhiki chete"

Wasu - Wachi diskasa football

Mwatambiro andaite bhora ndiri mukomana kana ku world cup ndaisvika ndikazwa nekurumwa ndi Suarez!
Wakazwa ere zvendakaite maMutare paSakubva stadium gore riya Sahwi? Ndakati ndechoo dribbule ball forward ndichinzvenge madefenders kwakubva ndaitwe brought down near the 18 area referee achibva a blowe whistle kwakuti awarde free kick.
Ndakasete ball kwakubva ndatomuka tomuka ndichiteste humidity, ndechoo gwinhe gwinhe leg rangu backwards kuteste strength. Kwakuite release the shot chubhu yechibva yaite goaaaaaal! Skin kwakuite sky high mafans kwakutange ku ganzirana ganzirana paya referee achibva amedze pito nge surprise!!!

Get nyambo in your inbox!