Find by tag

chikwata chiri kutsvaka basa

Ukanzwa anoda vakomana 2 vemombe ndinavo Goche na Mutasa and vanoda DJ ndina Shamhu. Vanoda barman ndina Mavhaire, musikana wemumba ndina Mujuru, wemwana ndina Muchena. Pliz vanhu ava vanoda basa iri nezuro chaiye ok

Chikwata cheku dzingwa mu Zanu

Olivia akaonekwa asiri Muchena, aive neNhema
saFrancis, uya wekurohwa neShamu saWebster
nokuti Simba-reuta muparamende range
raMudarika pamusana pekusateerera paakanzi
Dzikamai Mavhaire. Dydmus akachema oti "nhandi
Mutasa, Joyce zvawatidyisa neMujuru, ini ndange
ndaronga naNicolas kuti tiva Goche" Ndiyo nyaya
yekuparara kwevakuru iyi.

Get nyambo in your inbox!