Find by tag

Chikwata cheku dzingwa mu Zanu

Olivia akaonekwa asiri Muchena, aive neNhema
saFrancis, uya wekurohwa neShamu saWebster
nokuti Simba-reuta muparamende range
raMudarika pamusana pekusateerera paakanzi
Dzikamai Mavhaire. Dydmus akachema oti "nhandi
Mutasa, Joyce zvawatidyisa neMujuru, ini ndange
ndaronga naNicolas kuti tiva Goche" Ndiyo nyaya
yekuparara kwevakuru iyi.