Chimwe chisikana chidofo dofo, changa chakazvipengera nekunaka, chaka wana 5 out of 100 pasvomhu!!
Murairidzi, uyo aiva munhurume, ndokunyora mubhuku kuti "SEE ME!!" achiti achibatsire. Asi chisikana chiya chakatofunga hacho zverudo, ndokunyorawo reply mubhuku imomo chichiti:
"Hapana muuyu unovinga shiri!!! Iwe huya undione.... Kana uri serious nezvangu!!"
Mwana muClass:
"Sir, ko tika mixer Omo ne Surf washing powder panobuda furo here?
Teacher: "Yes panobuda furo, handidi zvikubvunzwa zvisina basa makuseni so mhani"
Mwana achizevezera munzveve yeClassmate yake: "What a stupid answer panoita furo cei isu tisati taisa mvura UMMMM TICHAFOIRA GORE RINO"