Find by tag

Ndadya rofu

It is said that Mze was very happy to meet Bob at a certain meeting achida kumuvhairira.Mze ended up saying i-i Bob nhasi ndadya rofu rese rechingwa. In response Bob said hazvinzi rofu ba asi loaf. Zvikanzi na Muze haiwawo ndikakuti Lobert unofara here ipapo.

Matsotsi Haagerane

Kunetsa kwepetrol nechingwa kwaita kuti mudzimba muitike zvakaoma. Vamwe blazo vakasvika paDen kuma 2:30 am kubva vavhura door repabedroom vachingotanga nekuti: 
"Ende petrol yanetsa, ndanga ndiri muqueue nguva yese iyi....."

To his surprise, his wife was not in bed. He sat on the bed wondering where his wife had gone since the bed clearly indicated it had not been slept in!!! 30 minutes later kuma 3am, madam vakabva vapinda vakabata 2 loaves dzechingwa vachiti:
 "Ende hakuzi kureba kwanga kwakaita queue yechingwa nhasi!!!!" Nyaya yacho!!!!!!!!!!

chinoz - sangweji

chinoz akabatwa paborder achida kusmuggler chipembere kuti apinde nacho mujoza.
nekukurumidza chinoz akatora ma slice maviri echingwa ndokunamatidza 1 kumagaro echipembere then imwe pamberi nechepamhuno chaipo.
mapurisa akabvunza chinoz kuti ko iyi yaa yipi manje zvakanzi na chinoz "Wakatanga riinhi mutemo wekuudzira vanhu nyama dzekuisa pakati pechingwa, ndisiyei ndipinde ne sangweji yangu".

Bikai nechingwa chabva Harare

Mumwe mkwasha akatema huni parufu akazoona veHarare vakungoiswa mberi pazvese kwakubura huni pamoto akati bikai nechingwa chabva harare huni dzangu ndatora

Ndadonhedza mari - kutuma mwana wepa next door

Ndamuka ndine coin rangu, Ndabva ndatumira kumwana kepanext kunonditengera half loaf, ndakaona kachidzoka kasina chingwa asi kachidya yoghurt. 
Hanzi ndadonhedza coin renyu ndichienda Saka pakudzoka ndabva ndanhongawo rangu ndikabva ndatenga yoghurt 

Get nyambo in your inbox!