Find by tag

65% cotton, made in China

Bob: Chionaka Muzee, iwe semutevedzeri wangu ndiwe uchapa speech yekuonekedzena naVaNkomo kuHeroes Acre mangwana, saka please ofanogadzirira zvauchataura.

Muzee:  But shaz wandiisa pa'tight' becoz unongozivawo kuti chirungu chinondivhara zvakaipa, hazvingaite here kuti iwe undinyorere speech yacho ndozoverenga but handisikuda kuti vanhu vaone kuti ndiri kuverenga speech yacho, saka ndopaita sei ipapo?

Bob :Mayaz, iyoyo haishupe unongoisa pepa racho muhat mako, kana tasvika paguva obvisa hat woibata up-side-down kuti uverenge speech yako iri muhat imomo, pakadii apo?

Muzee: Ndoosaka ndichikuda mhani, unofunga mudhara!

NEXT DAY KuHeroes Acre:
Speech iya yanga yaiswa mu hat yadonha but blazo havana kuzviona, changosara muhat i'tag' iya inenge yakanyorwa  detail re hat yacho. Fortunately vanga va'krema' first sentence, and
this is how he goes:
"Mr Nkomo was..... (he looks down into the hat) 65% cotton, 35% Polyester, One size fits all and Do not dry clean. Made in China.
Thank you!!!"

Get nyambo in your inbox!